Mapisarema 4:7 BDMCS

7 Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 4

Maonero Mapisarema 4:7 akapoteredza