Mapisarema 43:4 BDMCS

4 Ipapo ndichaenda kuaritari yaMwari, kuna Mwari, iye mufaro wangu nomudikani wangu. Ndichakurumbidzai nembira, imi Mwari, Mwari wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 43

Maonero Mapisarema 43:4 akapoteredza