5 Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve, Muponesi wangu naMwari wangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 43
Maonero Mapisarema 43:5 akapoteredza