Mapisarema 44:3 BDMCS

3 Havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, uye ruoko rwavo haruna kuvakundisa; rwakanga rwuri ruoko rwenyu rworudyi, irwo ruoko rwenyu, nokupenya kwechiso chenyu, nokuti imi makavada.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 44

Maonero Mapisarema 44:3 akapoteredza