Mapisarema 72:4 BDMCS

4 Achadzivirira vanonetswa pakati pavanhu, uye achaponesa vana vavanoshayiwa; achapwanya mudzvinyiriri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 72

Maonero Mapisarema 72:4 akapoteredza