Mapisarema 77:16 BDMCS

16 Mvura zhinji yakakuonai, imi Mwari, mvura zhinji yakakuonai ikatya; kwakadzika chaiko kwakabvunda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 77

Maonero Mapisarema 77:16 akapoteredza