Mapisarema 77:17 BDMCS

17 Makore akadurura mvura, kumatenga kwakaunga nomutinhiro; miseve yenyu yakapenya kuno nokoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 77

Maonero Mapisarema 77:17 akapoteredza